Ecclesiastes 2:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndakatendeʋuka, kuti ndiʋodze haŋgu mŋoyo waŋgu pamsoro pokuɓata kwaŋgu kwose kwandakatambura kuɓata pasi pezuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka mwoyo wangu wakatanga kushungurudzika pamusoro pokutambudzika nokushanda kwangu pasi pezuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndakapinduka ndorasa mwoyo pabasa rangu randakaita pasi pedenga
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka ndakatendeuka, kuti ndiodze hangu mwoyo wangu pamusoro pokubata kwangu kwose kwandakatambura kubata pasi pezuva.
Shona 2009?
Saka ndakatendeuka, kuti ndiodze hangu moyo wangu pamusoro pokubata kwangu kose kwandakatambura kubata pasi pezuva.
Shona SUB 2002 Bible
Saka ndakatendeuka, kuti ndiodze hangu mwoyo wangu pamusoro pokubata kwangu kwose kwandakatambura kubata pasi pezuva.