Ecclesiastes 2:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakanɀera mŋoyo waŋgu, ndiʋone kuti ndiŋgafadza nyama yaŋgu sei newaini, mŋoyo waŋgu ucindifambisa hawo noʋucenjeri, ʋuye kuti ndiŋgaramba ndakaɓata ʋupenzi, kuȿikira ndaʋona kuti ɀakanaka ndeɀipi ɀiŋgaitwa naʋanakomana ʋaʋanhu pasi peɗeŋga mazuʋa ose oʋupenyu bgaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaedza kuzvifadza newaini, uye kumbundikira upenzi, pfungwa dzangu dzichinditungamirira nouchenjeri. Ndaida kuona kuti chii chakafanira kuti vanhu vaite pasi pedenga mumazuva mashoma oupenyu hwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakati regai ndimbotsvaka zvokuzvifadza muviri wangu newaini asi mumwoyo mangu ndichitungamirirwa noungwaru kuti ndinyatsonzwisisa kuti chii chinonzi upenzi kuitira kuti ndione kuti ndezvipi zvakanakira vanhu kuti vaite pasi pedenga mazuva mashoma oupenyu hwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanzvera mwoyo wangu, ndione kuti ndingafadza nyama yangu sei newaini, mwoyo wangu uchindifambisa hawo nouchenjeri, uye kuti ndingaramba ndakabata upenzi, kusvikira ndaona kuti zvakanaka ndezvipi zvingaitwa navanakomana vavanhu pasi pedenga mazuva ose oupenyu hwavo.
Shona 2009?
Ndakanzvera moyo wangu, ndione kuti ndingafadza nyama yangu sei newaini, moyo wangu uchindifambisa hawo nouchenjeri, uye kuti ndingaramba ndakabata upenzi, kusvikira ndaona kuti zvakanaka ndezvipi zvingaitwa navanakomana vavanhu pasi pedenga mazuva ose oupenyu hwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanzvera mwoyo wangu, ndione kuti ndingafadza nyama yangu sei newaini, mwoyo wangu uchindifambisa hawo nouchenjeri, uye kuti ndingaramba ndakabata upenzi, kusvikira ndaona kuti zvakanaka ndezvipi zvingaitwa navanakomana vavanhu pasi pedenga mazuva ose oupenyu hwavo.