Ecclesiastes 2:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaɀiitira maɓasa makuru; ndakaɀiʋakira dzimba; ndakaɀirimira minda yemizambiriŋga;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaita mabasa makuru; ndakazvivakira dzimba ndikazvirimira minda yemizambiringa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaita mabasa makuru. Ndakazvivakira dzimba, ndikazvirimira minda yemigirepisi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakazviitira mabasa makuru; ndakazvivakira dzimba; ndakazvirimira minda yemidzambiringa;
Shona 2009?
Ndakazviitira mabasa makuru; ndakazvivakira dzimba; ndakazvirimira minda yemizambiringa;
Shona SUB 2002 Bible
Ndakazviitira mabasa makuru; ndakazvivakira dzimba; ndakazvirimira minda yemizambiringa;