Ecclesiastes 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoziʋa kuti hakunecinhu cakanaka pakati paʋo ciŋgapfuʋura ici, kuti ʋafare, ʋuye kuti ʋaite ɀakanaka ʋupenyu bgaʋo bgose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva kuti hakuna chinhu chakanakira munhu kupfuura kuti afare uye kuti aite zvakanaka achiri mupenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandinoziva ndechokuti hapana chakanaka kuvanhu sokufara zvavo nokufarikana mazuva oupenyu hwavo hwose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoziva kuti hakune chinhu chakanaka pakati pavo chingapfuura ichi, kuti vafare, uye kuti vaite zvakanaka upenyu hwavo hwose.
Shona 2009?
Ndinoziva kuti hakune chinhu chakanaka pakati pavo chingapfuura ichi, kuti vafare, uye kuti vaite zvakanaka upenyu hwavo hwose.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoziva kuti hakuna chinhu chakanaka pakati pavo chingapfuura ichi, kuti vafare, uye kuti vaite zvakanaka upenyu hwavo hwose.