Ecclesiastes 3:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ʋo, kuti cipo caMŋari kuti munhu mumŋe nomumŋe adye, anwe, afarire ɀinhu ɀakanaka pakuɓata kwake kwose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuti munhu wose adye uye anwe uye azviwanire kugutsikana kubva pakushanda kwake kwose, ichi ndicho chipo chaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwewo ndechokuti chipo chaMwari kumunhu kuti munhu wose adye zvake, anwe uye kuti afadzwe nebasa rake rose raanoita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyewo, kuti chipo chaMwari kuti munhu mumwe nomumwe adye, anwe, afarire zvinhu zvakanaka pakubata kwake kwose.
Shona 2009?
Uyewo, kuti chipo chaMwari kuti munhu mumwe nomumwe adye, amwe, afarire zvinhu zvakanaka pakubata kwake kose.
Shona SUB 2002 Bible
Uyewo, kuti chipo chaMwari kuti munhu mumwe nomumwe adye, anwe, afarire zvinhu zvakanaka pakubata kwake kwose.