Ecclesiastes 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoziʋa kuti ɀose ɀinoitwa naMŋari, ɀicagara nokusiŋgaperi; hakunecinhu ciŋgawedzerwa, kana ciŋgabviswa paɀiri; Mŋari wakaɀiita iɀoɀo, kuti ʋanhu ʋamutye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva kuti zvose zvinoitwa naMwari zvichagara nokusingaperi; hapana chingawedzerwa pazviri uye hapana chingabviswa pazviri. Mwari anozviita kuti vanhu vamukudze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoziva kuti zvose zvinoitwa naMwari zvicharamba zviripo nokusingaperi, hapana chingawedzerwe pazviri kana chingabviswe pazviri. Mwari akaita izvozvo kuitira kuti vanhu vamutye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoziva kuti zvose zvinoitwa naMwari, zvichagara nokusingaperi; hakune chinhu chingawedzerwa, kana chingabviswa pazviri; Mwari akazviita izvozvo, kuti vanhu vamutye.
Shona 2009?
Ndinoziva kuti zvose zvinoitwa naMwari, zvichagara nokusingaperi; hakune chinhu chingawedzerwa, kana chingabviswa pazviri; Mwari akazviita izvozvo, kuti vanhu vamutye.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoziva kuti zvose zvinoitwa naMwari, zvichagara nokusingaperi; hakuna chinhu chingawedzerwa, kana chingabviswa pazviri; Mwari akazviita izvozvo, kuti vanhu vamutye.