Ecclesiastes 3:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiri’po ɀino, ɀakaŋguʋa ɀaʋa’po; ʋuye iɀo, ɀicaʋa’po, ɀakaŋguʋa ɀaʋa’po; Mŋari unotȿaka ɀe ɀakaŋga ɀapfuʋura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chipi nechipi chiripo zvino, chakagara chiripo kare, uye zvichazovapo zvakatovapo kare; uye Mwari anotsvakazve zvakapfuura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo, chakanga chiripo kare, chichazovapo, chakanga chiripo kare Mwari achiitawo kuti zvakamboitika zviitikezve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zviripo zvino, zvakanguva zvavapo; uye izvo, zvichavapo, zvakanguva zvavapo; Mwari anotsvakazve zvakanga zvapfuura.
Shona 2009?
Zviripo zvino, zvakanguva zvavapo; uye izvo, zvichavapo, zvakanguva zvavapo; anotsvakazve zvakanga zvapfuura.
Shona SUB 2002 Bible
Zviripo zvino, zvakanguva zvavapo; uye izvo, zvichavapo, zvakanguva zvavapo; Mwari anotsvakazve zvakanga zvapfuura.