Ecclesiastes 3:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati mumŋoyo maŋgu: Iɀi ɀinoitwa nokuɗa kwaʋanakomana ʋaʋanhu, kuti Mŋari aʋaidze, ʋaʋone kuti iʋo ʋamene ʋakaŋgoita se mhuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatizve, “Kana vari vanhu, Mwari anovaedza kuti vaone kuti vakangofanana nemhuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazvifungawo mumwoyo nezvavanhu kuti Mwari anenge achivaedza zvake kuti avaratidze kuti ivo pachavo imhuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati mumwoyo mangu, “Izvi zvinoitwa nokuda kwavanakomana vavanhu, kuti Mwari avaidze, aone kuti ivo vamene vakangoita semhuka.”
Shona 2009?
Ndakati mumoyo mangu, "Izvi zvinoitwa nokuda kwavanakomana vavanhu, kuti Mwari avaidze, aone kuti ivo vamene vakangoita semhuka."
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati mumwoyo mangu, “Izvi zvinoitwa nokuda kwavanakomana vavanhu, kuti Mwari avaidze, aone kuti ivo vamene vakangoita semhuka.”