Ecclesiastes 3:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀinoitirwa ʋanakomana ʋaʋanhu ndiɀo ɀinoitirwa ʋo mhuka; ɀose ɀinoitirwa cinhu cimŋe: Mufire womunhu, ndiwo mufire wemhuka, ɀose ɀinomŋeya mumŋe; munhu haana‐paanopfuʋura mhuka; nokuti ɀose haɀinamaturo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinoitika kumunhu zvakafanana nezvinoitika kumhuka; zvose zvinoitirwa zvimwe chetezvo: sokufa kunoita chimwe, chimwe chinofawo. Zvose zvinofema mweya mumwe; munhu hapana paanopfuura mhuka. Zvose hazvina maturo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinowira vanhu ndizvowo zvinowira mhuka, munhu anofa, mhukawo inofa. Zvinofema mweya mumwechete. Munhu haana chaanokunda mhuka nacho nokuti zvose hazvinzwisisiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvinoitirwa vanakomana vavanhu ndizvo zvinoitirwawo mhuka; zvose zvinoitirwa chinhu chimwe. Mufiro womunhu, ndiwo mufiro wemhuka, zvose zvinokufema kumwe; munhu haana paanopfuura mhuka; nokuti zvose hazvina maturo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible