Ecclesiastes 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋa yokuɓerekwa, neŋguʋa yokufa; ŋguʋa yokusima, neŋguʋa yokudzura cakasimŋa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nguva yokuberekwa nenguva yokufa, nguva yokusima nenguva yokudzura;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane nguva yokuberekwa nenguvawo yokufa. Pane nguva yokusima nenguvawo yokudzipura zvakasimwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nguva yokuberekwa, nenguva yokufa; nguva yokusima, nenguva yokudzura chakasimwa;
Shona 2009?
Nguva yokuberekwa, nenguva yokufa; nguva yokusima, nenguva yokudzura chakasimwa;
Shona SUB 2002 Bible
Nguva yokuberekwa, nenguva yokufa; nguva yokusima, nenguva yokudzura chakasimwa;