Ecclesiastes 3:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀinoenda kunɀimbo imŋe; ɀose ɀinobva pavu, ɀose ɀinodzokera ɀe kuvu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvose zvinoenda kunzvimbo imwe chete; zvose zvinobva kuvhu, uye kuvhu zvose zvinodzokera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose zvinoenda kunzvimbo imwecheteyo. Zvose zvinobva muvhu uye zvose zvinodzokerazve kuvhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose zvinoenda kunzvimbo imwe; zvose zvinobva pavhu, zvose zvinodzokerazve kuvhu.
Shona 2009?
Zvose zvinoenda kunzvimbo imwe; zvose zvinobva pavhu, zvose zvinodzokerazve kuvhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvose zvinoenda kunzvimbo imwe; zvose zvinobva pavhu, zvose zvinodzokerazve kuvhu.