Ecclesiastes 3:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiani uŋgaziʋa kana mŋeya womunhu ucikwira kumsoro, kana mŋeya wemhuka uciɓurukira pasi kunyika?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani angaziva kana mweya womunhu uchikwira kuenda kumusoro uye kana mweya wemhuka uchidzika pasi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani angazive kuti mweya womunhu unokwira kumusoro here kana kuti mweya wemunhu unodzika pasi muvhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiani ungaziva kana kufema kunopa upenyu kumunhu kunokuisa kumusoro, kana kufema kunopa upenyu kumhuka kuchiburukira pasi?
Shona 2009?
Ndiani ungaziva kana kufema kunopa upenyu kumunhu kunokuisa kumusoro, kana kufema kunopa upenyu kumhuka kuchiburukira pasi?
Shona SUB 2002 Bible
Ndiani ungaziva kana kufema kunopa upenyu kumunhu kunokuisa kumusoro, kana kufema kunopa upenyu kumhuka kuchiburukira pasi?