Ecclesiastes 3:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ŋguʋa yokurasha mabge, neŋguʋa yokuʋuŋganidza mabge; ŋguʋa yokumbundikira, neŋguʋa yokurega kumbundikira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nguva yokurasa mabwe nenguva yokuaunganidza pamwe chete, nguva yokumbundikira nenguva yokurega;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane nguva yokukanda mambwe uko nokoko nenguvawo yokuunganidza mabwe. Pane nguva yokumbundirana nenguvawo yokusambundirana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nguva yokurasha mabwe, nenguva yokuunganidza mabwe; nguva yokumbundikira, nenguva yokurega kumbundikira;
Shona 2009?
nguva yokurasha mabwe, nenguva yokuunganidza mabwe; nguva yokumbundikira, nenguva yokurega kumbundikira;
Shona SUB 2002 Bible
nguva yokurasha mabwe, nenguva yokuunganidza mabwe; nguva yokumbundikira, nenguva yokurega kumbundikira;