Ecclesiastes 4:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akaʋamba mumŋe, ʋaʋiri ʋaŋgamudziʋisa; rwonzi rwakakoshwa mutatu haruŋgakurumidzi kuɗamburwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu mumwe chete angakurirwa simba, asi vaviri vanozvidzivirira. Rwodzi rwakakoswa mutatu harungakurumidzi kudamburwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu angagone zvake kukurira munhu ari oga asi vaviri vanogona kumirisana naye. Tambo yakakoswa netambo nhatu haikurumidzi kudambuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akavamba mumwe, vaviri vangamudzivisa; rwonzi rwakakoswa mutatu harungakurumidzi kudamburwa.
Shona 2009?
Kana munhu akavamba mumwe, vaviri vangamudzivisa; rwonzi rwakakoshwa mutatu harungakurumidzi kudamburwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akavamba mumwe, vaviri vangamudzivisa; tambo yakakoswa mutatu harungakurumidzi kudamburwa.