Ecclesiastes 4:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jaya murombo, rakacenjera, rinopfuʋura mambo mutana ɓenzi, usicaziʋi kutenda kana aciraŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jaya murombo asi rakachenjera riri nani kupfuura mambo mutana nebenzi, asisazivi kuteerera kana achipiwa yambiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvirinani kuva munhu wechidiki asi ane ungwaru kupinda kuva mambo akwegura asi asina ungwaru asingagone kugamuchira mazano avamwe,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jaya murombo, rakachenjera, rinopfuura mambo mutana benzi, asichazivi kutenda kana achirangwa.
Shona 2009?
Jaya murombo, rakachenjera, rinopfuura mambo mutana benzi, asichazivi kutenda kana achirangwa.
Shona SUB 2002 Bible
Jaya murombo, rakachenjera, rinopfuura mambo mutana benzi, asichazivi kutenda kana achirangwa.