Ecclesiastes 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana fuma iciwanda, ʋadyi ʋanowanda ʋo; mŋene wayo unoɓatsirwei, asi kuŋgoʋona nameso ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuwanda kunoita pfuma, ndiko kuwanda kunoitawo vanoidya. Uye zvinobatsireiko kumuridzi wayo kunze kwokungogutsa meso ake nayo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Upfumi hukawanda vanohudya vanowandawo muridzi wahwo chaanowana chii mahuri kusiya kungohuona nameso?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana pfuma ichiwanda, vadyi vanowandawo; mwene wayo anobatsirwei, asi kungoona nameso ake.
Shona 2009?
Kana fuma ichiwanda, vadyi vanowandawo; mwene wayo anobatsirwei, asi kungoona nameso ake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana pfuma ichiwanda, vadyi vanowandawo; mwene wayo anobatsirwei, asi kungoona nameso ake.