Ecclesiastes 5:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hope dzomunhu, unoɓata, dzakanaka, kana acidya ɀishoma kana ɀizhinji; asi kuguta kwomufumi hakumutenderi kuʋata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hope dzomushandi dzakanaka, hazvinei kuti adya zvishoma kana zvizhinji, asi kuwanda kwezvinhu zvomupfumi hakumuwanisi hope.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakusi kunaka ikoko kwakaita hope dzomushandi kunyange adya zvizhinji kana zvishoma, kuwandirwa kwomupfumi nomupfumi kunomushaisa hope.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hope dzomunhu, unobata, dzakanaka, kana achidya zvishoma kana zvizhinji; asi kuguta kwomupfumi hakumutenderi kuvata.
Shona 2009?
Hope dzomunhu, unobata, dzakanaka, kana achidya zvishoma kana zvizhinji; asi kuguta komufumi hakumutenderi kuvata.
Shona SUB 2002 Bible
Hope dzomunhu, unobata, dzakanaka, kana achidya zvishoma kana zvizhinji; asi kuguta kwomupfumi hakumutenderi kuvata.