Ecclesiastes 5:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunecinhu cakaiȿo‐ipa, candakaʋona pasi pezuʋa, fuma inoceŋgetwa nomŋene wayo, icimuʋonesa nhamo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaona chinhu chakaipisisa pasi pezuva: pfuma inounganidzwa nomwene wayo, ichimuonesa nhamo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune chimwe chinhu chakaipa chandakaona pasi pedenga chokuti munhu anozviunganidzira upfumi hwozomukuvadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kune chinhu chakaisvoipa, chandakaona pasi pezuva, pfuma inochengetwa nomwene wayo, ichimuonesa nhamo.
Shona 2009?
Kune chinhu chakaisvoipa, chandakaona pasi pezuva, fuma inochengetwa nomwene wayo, ichimuonesa nhamo.
Shona SUB 2002 Bible
Kune chinhu chakaisvoipa, chandakaona pasi pezuva, pfuma inochengetwa nomwene wayo, ichimuonesa nhamo.