Ecclesiastes 5:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Necinhu ici cakaiȿo‐ipa ʋo, kuti paɀose, seɀaakaʋuya, saiɀoɀo ucaenda ɀe; ɀino ucawaneiko, ɀaakatamburira mhepo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ichi zvakare chinhu chakaipa kwazvo: Sokuuya kunoita munhu saizvozvowo anoenda, uye chii chaangawana, iye achishandira mhepo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange ichochi chinhu chakaipisisa; samauiro aakaita ndiwo maendero aachaita. Chaakawana chii zvino zvaakashandira mhepo zvayo kudaro
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nechinhu ichi chakaisvoipawo, kuti pazvose, sezvaakauya, saizvozvo achaendazve; zvino achawaneiko, zvaakatamburira mhepo?
Shona 2009?
Nechinhu ichi chakaisvoipawo, kuti pazvose, sezvaakauya, saizvozvo achaendazve; zvino achawaneiko, zvaakatamburira mhepo?
Shona SUB 2002 Bible
Nechinhu ichi chakaisvoipawo, kuti pazvose, sezvaakauya, saizvozvo achaendazve; zvino achawaneiko, zvaakatamburira mhepo?