Ecclesiastes 5:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iye haaŋgaraŋgariri ɀikuru mazuʋa oʋupenyu bgake, nokuti Mŋari unopindura pamufaro womŋoyo wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haawanzofunga pamusoro poupenyu hwake, nokuti Mwari anopindura zvinofadza mwoyo wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero chacho ndechokuti haambonyatsorangarira mazuva oupenyu hwake nokuti Mwari anomuita kuti agare achifara mumwoyo make.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti iye haangarangariri zvikuru mazuva oupenyu hwake, nokuti Mwari anopindura pamufaro womwoyo wake.
Shona 2009?
Nokuti iye haangarangariri zvikuru mazuva oupenyu hwake, nokuti Mwari anopindura pamufaro womoyo wake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti iye haangarangariri zvikuru mazuva oupenyu hwake, nokuti Mwari anopindura pamufaro womwoyo wake.