Ecclesiastes 5:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kurota kunoʋuya namaɓasa mazhinji, nenzwi reɓenzi namashoko mazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sokuuya kwechiroto kana pane matambudziko akawanda ndizvowo zvinoita kutaura kwebenzi kana pane mashoko mazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kurotomoka kunouya kana twunonetsa twawanda. Ndizvozvowo nezvinotaurwa nebenzi kana twarinotaura twawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kurota kunouya namabasa mazhinji, nezwi rebenzi namashoko mazhinji.
Shona 2009?
Nokuti kurota kunouya namabasa mazhinji, nenzwi rebenzi namashoko mazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kurota kunouya namabasa mazhinji, nezwi rebenzi namashoko mazhinji.