Ecclesiastes 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana uciŋge wapikira Mŋari mhiko, usanonoka kuiripa; nokuti iye haafariri mapenzi; ripa ɀaunopika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana waita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuizadzisa. Iye haafariri mapenzi; zadzisa mhiko yako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana wapika mhiko kuna Mwari rega kunonoka kuita zvawapika zvacho. Haafariri mapenzi. Ita zvawakapika kuita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana uchinge wapikira Mwari mhiko, usanonoka kuiripa; nokuti iye haafariri mapenzi; ripa zvaunopika.
Shona 2009?
Kana uchinge wapikira Mwari mhiko, usanonoka kuiripa; nokuti iye haafariri mapenzi; ripa zvaunopika.
Shona SUB 2002 Bible
Kana uchinge wapikira Mwari mhiko, usanonoka kuiripa; nokuti iye haafariri mapenzi; ripa zvaunopika.