Ecclesiastes 5:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nyika inoɓatsirwa ɀikuru necinhu ici, mambo unofarira kurimiwa kweminda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinowanikwa kubva panyika zvinotorwa navose; iye mambo ane zvaanowana kubva kuminda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinhu chakanaka kwazvo kuti nyika ive namambo asi iri nyika inorimwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nyika inobatsirwa zvikuru nechinhu ichi, mambo anofarira kurimiwa kweminda.
Shona 2009?
Nokuti nyika inobatsirwa zvikuru nechinhu ichi, mambo anofarira kurimiwa kweminda.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nyika inobatsirwa zvikuru nechinhu ichi, mambo anofarira kurimiwa kweminda.