Ecclesiastes 6:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinhu cipi necipi, cakaʋa’po, cakaŋguʋa capiwa zita raco; ɀakatarwa kuti munhu ucaʋa wakaɗini, haaŋgarwi nounomupfuʋura nesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chinhu chipi nechipi chiripo chakapiwa zita kare, uye munhu zvaari zvakazivikanwa kare; hakuna munhu anorwisana nomunhu anomupfuura pasimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinhu chipi nechipi chakambovapo chikatotumidzwa zita munhu anozivikanwa kuti chii uye haakwanisi kukwidzana dare neane simba kupinda iye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chinhu chipi nechipi, chakavapo, chakanguva chapiwa zita racho, zvakatarwa kuti munhu achava akadini, haangarwi noanomupfuura nesimba.
Shona 2009?
Chinhu chipi nechipi, chakavapo, chakanguva chapiwa zita racho, zvakatarwa kuti munhu achava akadini, haangarwi nowanomupfuura nesimba.
Shona SUB 2002 Bible
Chinhu chipi nechipi, chakavapo, chakanguva chapiwa zita racho, zvakatarwa kuti munhu achava akadini, haangarwi noanomupfuura nesimba.