Ecclesiastes 6:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mashoko mazhinji ari’ko, anowedzera ɀisinamaturo; munhu unoɓatsirwei naɀo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuwanda kwamashoko ndikowo kuwanda kwezvisina maturo, uye zvingabatsira aniko zvakadai?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panowanda zvinotaurwa, zvisinganzwisisiki zvinowandawo chazvinobatsira munhu chii?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mashoko mazhinji ariko, anowedzera zvisina maturo; munhu anobatsirwei nazvo?
Shona 2009?
Nokuti mashoko mazhinji ariko, anowedzera zvisina maturo; munhu anobatsirwei nazvo?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mashoko mazhinji ariko, anowedzera zvisina maturo; munhu anobatsirwei nazvo?