Ecclesiastes 6:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti unoʋuya asinamaturo, unoenda ɀe murima, zita rake rinofukidzwa nerima;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anouya asina zvaanoreva anoendazve murima, uye murima zita rake rinofukidzirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuuya kwake hakunzwisisiki, anopinda murima, zita rake richibva rakwidibirwa nerima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti anouya asina maturo, anoendazve murima, zita rake rinofukidzwa nerima;
Shona 2009?
nokuti anouya asina maturo, anoendazve murima, zita rake rinofukidzwa nerima;
Shona SUB 2002 Bible
nokuti anouya asina maturo, anoendazve murima, zita rake rinofukidzwa nerima;