Ecclesiastes 6:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye ɀe, haana‐kuʋona zuʋa kana kuriziʋa; mŋana wakaɗai unezororo kupfuʋura iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange asina kumboona zuva kana kuziva chinhu, ane zororo rinopfuura munhu iyeyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwezve ndechokuti haana kuona zuva, kana kumboziva chinhu asi uyu anowana zororo kupinda iye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uyezve, haana kuona zuva kana kuriziva; mwana akadai ane zororo kupfuura iye.
Shona 2009?
uyezve, haana kuona zuva kana kuriziva; mwana akadai ane zororo kupfuura iye.
Shona SUB 2002 Bible
uyezve, haana kuona zuva kana kuriziva; mwana akadai ane zororo kupfuura iye.