Ecclesiastes 6:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuɓata kwose kwomunhu kunoitirwa muromo wake; kunyaŋge ɀakaɗaro kuɗa kwake ɀokudya hakugutswi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kushingaira kwose kwomunhu kunoitirwa muromo wake, kunyange zvakadaro kuda kwake zvokudya hakugutswi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kushingaira nebasa kunoita munhu, anenge achishandira muromo asi havi yokuda kudya haiperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubata kwose kwomunhu kunoitirwa muromo wake; kunyange zvakadaro kuda kwake zvokudya hakugutswi.
Shona 2009?
Kubata kose komunhu kunoitirwa muromo wake; kunyange zvakadaro kuda kwake zvokudya hakugutswi.
Shona SUB 2002 Bible
Kubata kwose kwomunhu kunoitirwa muromo wake; kunyangwe zvakadaro kuda kwake zvokudya hakugutswi.