Ecclesiastes 6:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakacenjera unokurira ɓenzi nei? Kana murombo unei, iye unoziʋa kufamba ɀakanaka pamberi paʋapenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, akachenjera anokurira benzi pachii? Ko, murombo anowanei nokuziva kuzvibata pamberi pavamwe?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko munhu ane ungwaru chii chaanokunda nacho benzi uyewo murombo anowanei nokuziva kwake kuzvibata pane vanhu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akachenjera anokurira benzi nei? Kana murombo anei, iye anoziva kufamba zvakanaka pamberi pavapenyu.
Shona 2009?
Nokuti akachenjera anokurira benzi nei? Kana murombo anei, iye anoziva kufamba zvakanaka pamberi pavapenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akachenjera anokurira benzi nei? Kana murombo anei, iye anoziva kufamba zvakanaka pamberi pavapenyu.