Ecclesiastes 6:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuʋona kwameso kunopfuʋura kutȿaka‐tȿaka kwomŋeya. Naiɀoɀo ʋo haɀinamaturo, ndiko kudziŋgana nemhepo ɓedzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri nani zvinoonekwa nameso pane kutsvaka-tsvaka kwomwoyo. Izviwo hazvina maturo, kudzinganisana nemhepo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinhu chauri kuona neziso chiri nani pane chauri kusuwira izvozviwo hazvinzwisisiki. Kunongova kudzingirira mhepo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuona kwameso kunopfuura kutsvakatsvaka kwomweya. Naizvozvowo hazvina maturo, ndiko kudzingana nemhepo bedzi.
Shona 2009?
Kuona kwameso kunopfuura kutsvakatsvaka komweya. Naizvozvowo hazvina maturo, ndiko kudzingana nemhepo bedzi.
Shona SUB 2002 Bible
Kuona kwameso kunopfuura kutsvaka–tsvaka kwomweya. Naizvozvowo hazvina maturo, ndiko kudzingana nemhepo bedzi.