Ecclesiastes 7:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mbiri yakanaka inopfuʋura cizoro cakanaka, nezuʋa rokufa kupfuʋura zuʋa rokuɀarwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zita rakanaka rinopfuura mafuta anonhuwira zvakanaka kwazvo, uye zuva rokufa rinopfuura zuva rokuzvarwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zita rakanaka riri nani pano mafuta anokosha uye zuva rokufa riri nani pane zuva rokuberekwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mbiri yakanaka inopfuura chizoro chakanaka, nezuva rokufa kupfuura zuva rokuzvarwa.
Shona 2009?
Mbiri yakanaka inopfuura chizoro chakanaka, nezuva rokufa kupfuura zuva rokuzvarwa.
Shona SUB 2002 Bible
Mbiri yakanaka inopfuura chizoro chakanaka, nezuva rokufa kupfuura zuva rokuzvarwa.