Ecclesiastes 7:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakanaka kuti uɓatisise cinhu ici, ʋuye usabvisa ruʋoko rwako panececo; nokuti unotya Mŋari, ucapukunyuka panaiɀoɀo ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakanaka kubatisisa chimwe chinhu, uye usingaregedzi chimwe chacho chichienda. Munhu anotya Mwari acharega kuita zvinopfurikidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rega kubva wati nechimwechete tetere uchikanganwa chimwe chiya nokuti munhu anotya Mwari anobudirira mune zvose zviri zviviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakanaka kuti ubatisise chinhu ichi, uye usabvisa ruoko rwako panechecho; nokuti anotya Mwari, achapukunyuka panaizvozvo zvose.
Shona 2009?
Zvakanaka kuti ubatisise chinhu ichi, uye usabvisa ruoko rwako panechecho; nokuti anotya Mwari, achapukunyuka panaizvozvo zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvakanaka kuti ubatisise chinhu ichi, uye usabvisa ruoko rwako panechecho; nokuti anotya Mwari, achapukunyuka pana izvozvo zvose.