Ecclesiastes 7:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀoɀi ɀose ndakaɀiidza noʋucenjeri; ndakati: Ndicaʋa wakacenjera; asi ɀakaŋga ɀiri kure neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvose izvi ndakazviedza nouchenjeri ndikati, “Ndakazvipira kuva munhu akachenjera,” asi izvi zvaiva kure neni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose izvi ndakazviedza neungwaru ndakati regai ndingware asi ungwaru hwaiva kure neni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvozvi zvose ndakazviidza nouchenjeri; ndakati, “Ndichava akachenjera; asi zvakanga zviri kure neni.”
Shona 2009?
Izvozvi zvose ndakazviidza nouchenjeri; ndakati, "Ndichava akachenjera; asi zvakanga zviri kure neni."
Shona SUB 2002 Bible
Izvozvi zvose ndakazviidza nouchenjeri; ndakati, “Ndichava akachenjera; asi zvakanga zviri kure neni.”