Ecclesiastes 7:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi tarirai, cinhu cimŋe ici cete ndico candakawana, kuti Mŋari wakaita munhu akarurama, asi iʋo ʋakatȿaka mano mazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chinhu ichi chete ndicho chandakawana chokuti: Mwari akaita vanhu vakarurama, asi vanhu vakaenda kundotsvaka mano mazhinji.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandakaona chete ndechichi chokuti Mwari akasika munhu akarurama asi vanhu ndivo vakazozvitsvakirawo zvavo twakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi tarirai, chinhu chimwe ichi chete ndicho chandakawana, kuti Mwari akaita munhu akarurama, asi ivo vakatsvaka mano mazhinji.”
Shona 2009?
Asi tarirai, chinhu chimwe ichi chete ndicho chandakawana, kuti Mwari akaita munhu akarurama, asi ivo vakatsvaka mano mazhinji."
Shona SUB 2002 Bible
Asi tarirai, chinhu chimwe ichi chete ndicho chandakawana, kuti Mwari akaita munhu akarurama, asi ivo vakatsvaka mano mazhinji.”