Ecclesiastes 8:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoti: Ceŋgeta murairo wamambo, uɀiite nokuɗa kweɀawakapikira Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoti, teerera murayiro wamambo, nokuti wakaita mhiko pamberi paMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndinoti, “Teerera zvinenge zvataurwa naMambo.” Pamusana pemhiko kuna Mwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoti, “Chengeta murayiro wamambo, uzviite nokuda kwezvawakapikira Mwari.”
Shona 2009?
Ndinoti, "Chengeta murayiro wamambo, uzviite nokuda kwezvawakapikira Mwari."
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoti, “Chengeta murairo wamambo, uzviite nokuda kwezvawakapikira Mwari.”