Ecclesiastes 8:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usakurumidza kubva pamberi pake; usatsuŋgirira pacinhu cakaipa, nokuti unoita ɀose ɀaanoɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usakurumidza kubva pamberi pamambo. Usamiririra zvinhu zvakaipa, nokuti iye achaita chinhu chipi zvacho chinomufadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ibva paari; usanonoke munzvimbo yenjodzi yakadaro nokuti mambo anogona kuita chose chaada kuita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usakurumidza kubva pamberi pake; usatsungirira pachinhu chakaipa, nokuti anoita zvose zvaanoda.
Shona 2009?
Usakurumidza kubva pamberi pake; usatsungirira pachinhu chakaipa, nokuti anoita zvose zvaanoda.
Shona SUB 2002 Bible
Usakurumidza kubva pamberi pake; usatsungirira pachinhu chakaipa, nokuti anoita zvose zvaanoda.