Ecclesiastes 8:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unoceŋgeta murairo, haaŋgaʋoni cinhu cakaipa; mŋoyo wowakacenjera unoziʋa ŋguʋa nokutoŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani zvake achateerera murayiro wake haangawani chinomukuvadza, uye mwoyo wakachenjera uchaziva nguva yakafanira namaitiro akafanira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoteerera mutemo hapana chinomuwira mungwaru anoziva mumwoyo make nguva kwayo nezvinofanira kuitwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu anochengeta murayiro, haangaoni chinhu chakaipa; mwoyo wowakachenjera unoziva nguva nokutongwa.
Shona 2009?
Munhu anochengeta murayiro, haangaoni chinhu chakaipa; moyo wowakachenjera unoziva nguva nokutongwa.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu anochengeta murairo, haangaoni chinhu chakaipa; mwoyo wowakachenjera unoziva nguva nokutongwa.