Ecclesiastes 8:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti cinhu cimŋe necimŋe cineŋguʋa yaco nokutoŋgwa kwaco; nokuti kushata kwomunhu kunomuremedza;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kune nguva yakafanira namaitiro akafanira pazvinhu zvose, kunyange nhamo yomunhu ichimuremera zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho namaitirwo acho kunyange munhu achiremerwa nenhamo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho nokutongwa kwacho; nokuti kushata kwomunhu kunomuremedza;
Shona 2009?
Nokuti chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho nokutongwa kwacho; nokuti kushata komunhu kunomuremedza;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho nokutongwa kwacho; nokuti kushata kwomunhu kunomuremedza;