Ecclesiastes 9:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaʋona ʋo pasi pezuʋa ʋucenjeri bgakaɗai, ndikati ʋukuru:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaonazve pasi pezuva muenzaniso uyu wouchenjeri wakandifadza zvikuru:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwewo chandakaona soungwaru ndechichi pasi pedenga uye kwandiri chinhu chikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakaonawo pasi pezuva uchenjeri hwakadai, ndikati hukuru.
Shona 2009?
Ndakaonawo pasi pezuva uchenjeri hwakadai, ndikati hukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakaonawo pasi pezuva uchenjeri hwakadai, ndikati ukuru.