Ecclesiastes 9:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukati maro makawanikwa murombo wakaŋga akacenjera, iye akaponesa guta noʋucenjeri bgake; asi hakunomunhu wakaraŋgarira munhu uyo murombo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino muguta umu maigara mumwe murume akanga ari murombo asi akachenjera, uye akaponesa guta iri nouchenjeri hwake. Asi hakuna munhu akarangarira murombo uya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukaguta ikako maiva nemurombo mungwaru. Noungwaru hwake akanunura kaguta ikako asi hapana akamboyeuka murombo iyeyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukati maro makawanikwa murombo akanga akachenjera, iye akaponesa guta nouchenjeri hwake; asi hakuna munhu akarangarira munhu uyo murombo.
Shona 2009?
Zvino mukati maro makawanikwa murombo akanga akachenjera, iye akaponesa guta nouchenjeri hwake; asi hakuna munhu akarangarira munhu uyo murombo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukati maro makawanikwa murombo akanga akachenjera, iye akaponesa guta nouchenjeri hwake; asi hakuna munhu akarangarira munhu uyo murombo.