Ecclesiastes 9:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋucenjeri ʋunopfuʋura nhumbi dzokurwa; asi mutadzi mumŋe unoparadza ɀakanaka ɀizhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchenjeri hunopfuura zvombo zvehondo, asi mutadzi mumwe anoparadza zvakanaka zvizhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ungwaru huri nani pane zvombo zvehondo asi mutadzi mumwechete anogona kuparadza zvizhinji zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchenjeri hunopfuura nhumbi dzokurwa; asi mutadzi mumwe anoparadza zvakanaka zvizhinji.
Shona 2009?
Uchenjeri hunopfuura nhumbi dzokurwa; asi mutadzi mumwe anoparadza zvakanaka zvizhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Uchenjeri hunopfuura nhumbi dzokurwa; asi mutadzi mumwe anoparadza zvakanaka zvizhinji.