Ecclesiastes 9:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana munhu aciri pakati paʋapenyu ʋose, ucinecinhu caaŋgatarira; nokuti imbga mhenyu inopfuʋura shumba yakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani ari pakati pavapenyu ane tariro; kunyange imbwa mhenyu iri nani kupfuura shumba yakafa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi munhu achiri mupenyu navamwe vose vapenyu anechitarisiro nokuti imbwa mhenyu iri nani pane shumba yakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana munhu achiri pakati pavapenyu vose, achine chinhu chaangatarira; nokuti imbwa mhenyu inopfuura shumba yakafa.
Shona 2009?
Nokuti kana munhu achiri pakati pavapenyu vose, achine chinhu chaangatarira; nokuti imbwa mhenyu inopfuura shumba yakafa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana munhu achiri pakati pavapenyu vose, achine chinhu chaangatarira; nokuti imbwa mhenyu inopfuura shumba yakafa.