Ecclesiastes 9:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋapenyu ʋanoziʋa kuti ʋacazofa, asi ʋakafa haʋana‐caʋanoziʋa, kunyaŋge nomuɓairo haʋacina; nokuti haʋacaraŋgarirwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachafa, asi vakafa havana chavanoziva; havachinazve mumwe mubayiro, uye nokurangarirwa kwavo kwakanganikwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandinodariro ndechokuti vapenyu vanoziva kuti vachafa asi vakafa havana zvavanoziva. Mubayiro havachisina uye zvokuyeukwa hapachina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa, asi vakafa havana chavanoziva, kunyange nomubayiro havachina; nokuti havacharangarirwi.
Shona 2009?
Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa, asi vakafa havana chavanoziva, kunyange nomubayiro havachina; nokuti havacharangarirwi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa, asi vakafa havana chavanoziva, kunyangwe nomubairo havachina; nokuti havacharangarirwi.