Ephesians 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti tirumbidze kubginya kwake, isu takatarira kare kunaKristu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti isu, vakatanga kuva netariro muna Kristu, tive rumbidzo yokubwinya kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
isu takatanga kuva nechitarisiro muna Kristu, takasarudzwa tikapiwa basa rokurumbidza mbiri yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti tirumbidze kubwinya kwake, isu takatarira kare muna Kristu;
Shona 2009?
kuti tirumbidze kubwinya kwake, isu takatarira kare kunaKristu;
Shona SUB 2002 Bible
kuti tirumbidze kubwinya kwake, isu takatarira kare muna Kristu;