Ephesians 1:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
uri ruɓatso rwenhaka yeɗu, kuratidza kudzikinurwa kwa ʋanhu ʋaMŋari caiʋo, kuti kubginya kwake kurumbidzwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anova ndiye rubatso runotitsidzira nhaka yedu kusvikira rudzikinuro rwaavo vari vaMwari chaivo rwaratidzwa, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uri rubato rwenhaka yedu, kuratidza kudzikinurwa kwavanhu vaMwari chaivo, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe.
Shona 2009?
uri rubatso rwenhaka yedu, kuratidza kudzikinurwa kwavanhu vaMwari chaivo, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe.
Shona SUB 2002 Bible
uri rubato rwenhaka yedu, kuratidza kudzikinurwa kwavanhu vaMwari chaivo, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe.