Ephesians 1:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaisa ɀose pasi petsoka dzake, akapa kereke iye, kuti aʋe musoro waɀose,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Mwari akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamugadza kuti ave musoro wezvinhu zvose nokuda kwekereke,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaisa zvose pasi petsoka dzake, akapa sangano iye, kuti ave musoro wazvose,
Shona 2009?
akaisa zvose pasi petsoka dzake, akapa kereke iye, kuti ave musoro wazvose,
Shona SUB 2002 Bible
akaisa zvose pasi petsoka dzake, akapa sangano iye, kuti ave musoro wazvose,