Ephesians 1:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiwo muʋiri wake, kuzara kwaiye unozadzisa ɀose munaʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iwo muviri wake, kuzara kwaiye anozadza zvinhu zvose munzira dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
riri iro muviri wake rinomuzadzisa iye azere pasi pose muna zvose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndiwo muviri wake kuzara kwaiye anozadzisa zvose muna vose.
Shona 2009?
ndiwo muviri wake, kuzara kwaiye unozadzisa zvose munavose.
Shona SUB 2002 Bible
ndiwo muviri wake kuzara kwaiye anozadzisa zvose muna vose.