Ephesians 1:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
seɀaakatisanaŋgura maari nyika isati yaʋambga, kuti tiʋe ʋatȿene ʋasinemhoȿa pamberi pake muruɗo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti akatisarudza maari nyika isati yasikwa kuti tive vatsvene vasina chavanopomerwa pamberi pake. Murudo
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
sezvaakatitsanangura maari nyika isati yavambwa, kuti tive vatsvene, vasina mhosva, pamberi pake murudo;
Shona 2009?
sezvaakatisanangura maari nyika isati yavambwa, kuti tive vatsvene vasinemhosva pamberi pake murudo;
Shona SUB 2002 Bible
sezvaakatitsanangura maari nyika isati yavambwa, kuti tive vatsvene, vasina mhosva, pamberi pake murudo;