Ephesians 1:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzaakaŋgotipa hake muMuɗikanwa wake, kurumbidzwe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti kunakisisa kwenyasha dzake dzaakangotipa hake muna Iye waanoda kurumbidzwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzakangotipa hake muMudikanwi wake, kurumbidzwe;
Shona 2009?
kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzaakangotipa hake muMudikamwa wake, kurumbidzwe;
Shona SUB 2002 Bible
kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzakangotipa hake muMudikanwi wake, kurumbidzwe;