Ephesians 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
uyo watinedzikinuro maari neropa rake, iko kukaŋganwirwa kwokuɗarika kweɗu, nokuwanda kwenyasha dzake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye watine dzikunuro maari kubudikidza neropa rake, iko kuregererwa kwezvivi, zviri maererano nokupfuma kwenyasha dzaMwari
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokwaari takawana ruponeso neropa rake rwokuregererwa zvikanganiso zvedu, maererano nokuwanda kwenyasha dzake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uyo watine dzikinuro maari neropa rake, iko kukanganwirwa kwokudarika kwedu, nokuwanda kwenyasha dzake;
Shona 2009?
uyo watine dzikinuro maari neropa rake, iko kukangamwirwa kokudarika kwedu, nokuwanda kwenyasha dzake;
Shona SUB 2002 Bible
uyo watine dzikinuro maari neropa rake, iko kukanganwirwa kwokudarika kwedu, nokuwanda kwenyasha dzake;